KwaunobvaDuramazwiTtsaudzira

Duramazwi

tsaudzira

Zvinoreva

Kana munhu akatsaudzira pakuita chimwe chinhu anenge asina kuchiita nenzira chaiyo yachinofanira kuitwa nayo.

1

Mukuru webasa ane kodzero yekuranga vashandi vanenge vatsaudzira.

Kana munhu achitsaudzira mutemo anenge achiita zvinu zvisiri mubumbiro remutemo.

Kutsaudzira kutora nzira diki inenge ichibva muhombe yawanga uri kufamba.

2

3

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word