KwaunobvaDuramazwiTtsaukana

Duramazwi

tsaukana

-siyana

Zvinoreva

Kutsaukana kusafanana kwezvinhu kana kwetsika dza-vanhu.

1

Kutsaukana kusafanana kwezvinhu kana kwetsika dza-vanhu.

Ndinoda kutsaura mari hombe iyi, iite madhora akatsaukana, ndozoichengetera muhomwe dzakasiyana kuti kana ndikabirwa ndisabirwe yese.

Uku kutsaukana kwenzira dzanga dziri mugwagwa mumwe chete.

Mhanda ibazi remuti rine kumusoro kwakatsaukana senyanga.

Zvakafanana

-siyana

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsaura

Kutsaura kubvisa zvinhu kubva mukati mezvimwe, kuti zvive pazvo zvoga.

Verenga

Swipe for the next word