KwaunobvaDuramazwiTtsaurira

Duramazwi

tsaurira

Zvinoreva

Kana munhu achitsaurira zviyo anenge achibvisa zvimwe kuitira kuti zvasara zvinyatsokura zvakanaka.

1

Kutsaurira kana kudimurira muganhu wechimwe chinhu (to delimit).

Kana munhu achitsaurira zviyo anenge achibvisa zvimwe kuitira kuti zvasara zvinyatsokura zvakanaka.

Izwi rinoshandisirwa pakutsaurira mhenya kashoma.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsaya

Matama emunhu (cheeks).

Verenga

Swipe for the next word