Duramazwi
Zvinoreva
Kutsaya-tsaya kuedza kuti zvinhu zvifambire mberi nyangwe zvazvo pachinge paine zvimhingamupinyi zvakawanda.
1
Kutsaya-tsaya kuedza kuti zvinhu zvifambire mberi nyangwe zvazvo pachinge paine zvimhingamupinyi zvakawanda.
Mari yechikoro yainge yonetsa asi baba vakazongotsaya-tsaya kusvikira ndipedze chikoro.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsedegu
Kuti tsedegu kugara kunoita chinhu changa chakatsigirwa kana chitsigiso chacho chabviswa.
VerengaSwipe for the next word