Duramazwi
Zvinoreva
Kupandana.
1
Kupandana.
Bandupandu ishumba inodya vanhu, kazhinji yachembera uye yatsaurana nedzimwe.
Mhandiko ndipo panzvimbo panosangana mitsetse miviri yakarurama ichitsaurana. Kuchikoro tava kutoita mhandiko dzokuyera nemadhigirii.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsaurira
Kana munhu achitsaurira zviyo anenge achibvisa zvimwe kuitira kuti zvasara zvinyatsokura zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word