KwaunobvaDuramazwiPparadzana

Duramazwi

paradzana

disband · separate

-pandana

Zvinoreva

Kana vanhu vachiparadzana vanenge vava kuti mumwe oenda kwake, mumwe kwake.

1

Kana vanhu vachiparadzana vanenge vava kuti mumwe oenda kwake, mumwe kwake.

Vanhu vakazoparadzana voenda kudzimba dzavo Tadiwa ndokubuda hake kwave kusara irimo ega.

Takuda kuparadzana mother vakabva vati ndivaperekedze sezvo mama nevasikana vaive vatorara.

Mukati vari munyika dzino nhasi?" "Aiwa, ini ndaparadzana navo ndichinotsvagira amai usavi hwehove kumadziva masikati ano.

Zvakafanana

-pandana

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word