Duramazwi · zita
Zvinoreva
Parafini rudzi rwamafuta anobatira moto nekukasika, anoshadhiswa mumidziyo inoita moto yakaita semarambi mezvitofu.
1
Parafini rudzi rwamafuta anobatira moto nekukasika, anoshadhiswa mumidziyo inoita moto yakaita semarambi mezvitofu.
Akange adira parafini pauswa zvokuti paakatungidza moto wacho wakangoita zvokuti vhamu.
Ichi ndicho chinokonzera kuti mwenje upfute kufanana nezvinoita parafini.
Chitofu chinoshandisa parafini chine pombi inofitirwa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03Paragwayi
paraguay
VerengaSwipe for the next word