KwaunobvaDuramazwiPparadza

Duramazwi · chiito

paradza

annihilate · destroy · devastate · ravage

-paradzira

Zvinoreva

Kuparadza kubvanganyura zvinhu zvinenge zvakaita chitutu kana murwi kuti zvipararire.

1

Kuparadza kubvanganyura zvinhu zvinenge zvakaita chitutu kana murwi kuti zvipararire.

Akaparadza murwi wendove mumu-nda.

Uku kuita zvinhu nesimba uchishingirira. Paradza amuka chibhebhenenga pakuverenga.

Kana chinhu chafaswa chinenge chamiswa, chisati chichakwanisa kufamba. Paradza akafasa bhora rakanga roda kunomwa zvinoyevedza.

2

Kuparadza kutambisa kana kuuraya zvinhu zvine basa.

Zvakafanana

-paradzira

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word