Duramazwi · chiito
tyora
disobey · break
Duramazwi · chiito
disobey · break
Kutyora kufonyora nesimba, nokudambura pakabatana.
Kutyora kufonyora nesimba, nokudambura pakabatana.
Pano pachikoro hakusi kuchechi " vakadaro mama ndichibva ndati " zvakanakai mama thank you Headmaster " ndakadaro ndichityora muzura.
Vasikana vanokwazisa, votyora muzura uye kuomberawo senzira yekukwazisa vanhu.
Vanoti ndicho chizvinozvino nyamba kwete kutyora tsika dzedu dzaVaShona.
Kana soda kana mafuta zvichinzi zvinotyora muriwo zvinenge zvichiita kuti ukurumidza kuguka wonyatsoti mbombombo.
Duramazwi
01 / 03tyorera
Kana ukatyorera chinhu unenge wachiisa muhomwe mako kana pamwewo panozivikanwa newe chete.
VerengaSwipe for the next word