KwaunobvaDuramazwiTtyoka

Duramazwi

tyoka

breakable

-vhunikagudu ka

Zvinoreva

Kana chinhu chikatyoka chinenge chadambuka kana kumheduka. Kubva zvaakatyoka gumbo, haachada kana kumbonzwa chinonzi bhora.

1

Kana chinhu chikatyoka chinenge chadambuka kana kumheduka. Kubva zvaakatyoka gumbo, haachada kana kumbonzwa chinonzi bhora.

Muti unotyoka-tyoka, unoita chiruva chakaomarara, unobvira chaizvo uye usingaiti utsi.

Kuti ngonjo kuwira pasi kunoita huni dzichityoka-tyoka.

Iko kutamba waiti vanhu vachatyoka makumbo.

2

Kana munhu achinzi akatyoka anenge akadzikama.

Zvakafanana

-vhunika · gudu ka

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word