KwaunobvaDuramazwiDdambuka

Duramazwi

dambuka

-dashuka

Zvinoreva

Kana chinhu chadambuka chinenge chaita zvimapandi zviviri kana kupfuura.

1

Kana chinhu chadambuka chinenge chaita zvimapandi zviviri kana kupfuura.

Motokari yangu yakanjomba yadambuka bhande rinotenderedza injini.

Kubvanzudza chinhu kukonzera kutsemuka kana kudambuka kwacho kubva pane chimwe.

Kuti njengenjenge kuvhunika kwechinhu chakaita segodo, zvokusara padiki kudambuka.

Zvakafanana

-dashuka

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dambura

Kudambura tambo kana chinhu (to snap/break thread).

Verenga

Swipe for the next word