Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dambu kugurika kunoita zvinhu zvakaita setambo kana zvadhonzwa zvakanyanya.
Kana wati dambu nepanzvimbo unenge wangopfuura nepo asi usingagarisipo. Pandaienda kwaHama ndakati dambu nepaCharandura ndichiona vatete vangu.

Kana zvichinzi nhasi kumadambu zvinenge zvichireva kuti musi iwoyo hakuna chakanaka, vanhu vachanakidzwa zvikuru.

Zvakafanana
mhu · dashu
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dambudziko
affliction
VerengaSwipe for the next word