Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dambi kuitika kwezvinhu zvisina matsananguriro uye zvinokatyamadza.
Dambi iboka guru revanhu kana mhuka.

Kana munhu achiita madambi anenge achiita chimwe chinbu nenzira isingagonekwi nevamwe, uye achiitira kuti ayemurwe.

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dambiro
Dambiro inzvimbo yakatandauka, panoungana vanhu vachifara zvavo, kunyanya vana vaduku.
VerengaSwipe for the next word