Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dambe maitiro kana matauriro anoitwa pakufara asi nyakuzviita achinyepedzera kurevesa.
1

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dambi
Dambi kuitika kwezvinhu zvisina matsananguriro uye zvinokatyamadza.
VerengaSwipe for the next word