Duramazwi · zita
jee
joke
Duramazwi · zita
joke
Jee kutamba kunoitwa nevanhu vachitukirirana mukufara.
Jee kutamba kunoitwa nevanhu vachitukirirana mukufara.
Jee iri raiitwa mukuimba nomukudeketerwa zvinoyevedza.
Utukwa ukama huri pakati pamasahwira, vanotaura vachitukirirana, asi riri jee.
Uramu ukama, hwekuita jee, huri pakati pemukadzi nevanin'ina nevakoma vemurume wake.
Duramazwi
01 / 03jegeja
Kujegeja kutauta-taura mashoko akawanda kunoitwa nemunhu kana achipopotera umwe.
VerengaSwipe for the next word