Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jechetere kuenzana kwemiti inenge iri pamwe chete kana kuti zvimwewo zvinenge zvakaungana.
1
Jechetere kuenzana kwemiti inenge iri pamwe chete kana kuti zvimwewo zvinenge zvakaungana.
Iyi ikodzero inopiwa munhu wese munyika inotaridza jechetere muvanhu vese.
Jechetere kuenzana kwemiti inenge iri pamwe chete kana kuti zvimwewo zvinenge zvakaungana.
2
Jechetere kufanana kana kuenzana kwekodzero dzevanhu vose pamutemo. Vanhu vanga vachikakavadzana nenyaya yejechetere pakati pevakadzi nevarume.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jedebura
Kujedebura munhu kumupindura zvine jinyu.
VerengaSwipe for the next word