Duramazwi
Zvinoreva
Kuenzana.
1
Kuenzana.
Aiva namazino akaenzana, machena, akati chechetere zvichibva zvangonakira mukanwa make.
2
Kuti chechetere kuzara kwezvakaiswa mumudziyo zvichibva zvanyatsosvika pamuromo wemudziyo wacho.
3
Kuti chechetere kuenzanirana kwezvinhu paurefu hwazvo.
Misoro yavanhu yakati chechetere mubhazi.
4
Kana nzvimbo yakati chechetere inenge yakaenzana pamusoro payo isina magadhi kana pamwe pakakwirira nokudzikira.
5
Kana vanhu vakagarisana zvakati chechetere vanenge vakagarisana zvakanaka zvisina kupokana.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03checheudza
Kuchecheudza kubvisa rupandi rwechimwe chinhu uchiita zvokucheka kana kupara nebanga.
VerengaSwipe for the next word