Duramazwi
Zvinoreva
Kuchecheta kurwadza kunoita ronda nokuda kwekuti wapindwa nechando kana kuti ronda rapindwa nemvura.
1

2
Kuchecheta kurwadza kunoita nhengo yomuviri kana waita basa rechisimba zvakapfurikidza chipimo. Mukuwasha akapedza svondo makumbo achichecheta nokushanda kwaakaita mubindu rambuyawasha.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chechete
Chechete muchero wakatenderera unodyiwa, unoberekwa uine ruvara rwegirini wozotsvukuruka kana waibva, uye unowanzowanikwa mujinga menzi-zi.
VerengaSwipe for the next word