Duramazwi
ndurira
-ndurika-nzurika
Duramazwi
Kundurira kuruma kunorwadza kunoita mago nenyuchi.
Kundurira kuruma kunorwadza kunoita mago nenyuchi.
Kuvandurira kuwedzera kukura kwemunda, uchibaya geja kumucheto kwawaisarima.
Mbundurira ibundu rine ropa rinenge razvimbira mukati meganda.
Igo kabhururukwa kakada kufanana nenyuchi, kanoruma nokundurira nemborera, asi iko kasingaiti uchi.
-ndurika · -nzurika
Duramazwi
01 / 03nduru
gall
VerengaSwipe for the next word