Duramazwi · zita
nduru
gall
Duramazwi · zita
gall
Nduru inzara yakakura.
Nduru kahomwe kane mvura yakasvibira inovava, kanowanikwa pachiropa chemhuka kana chemunhu, chinogadzira mvura inobatsira kudzeya chikafu mudumbu.
Nduru inzara yakakura.
Godo kachibhururukwa kadiki, kakasvibirika, kanodyiwa uye kanoburitsa nduru yekuti ikakupinda muziso rinovava zvikuru.
Chiropa inhengo iri mudumbu, inoita basa rokunatsa ropa romuviri wose, nokugadzira nduru inoshandiswa pakudzeya chikafu mudumbu.
Kana vanhu vachitaura pafesibhuku vanoda kuti vange vaine mabhanduru edhata ayo anovaita kuti vagone kuwana rubatsiro rwavanoda.
Nduru kahomwe kane mvura yakasvibira inovava, kanowanikwa pachiropa chemhuka kana chemunhu, chinogadzira mvura inobatsira kudzeya chikafu mudumbu.
Godo kachibhururukwa kadiki, kakasvibirika, kanodyiwa uye kanoburitsa nduru yekuti ikakupinda muziso rinovava zvikuru.
Chiropa inhengo iri mudumbu, inoita basa rokunatsa ropa romuviri wose, nokugadzira nduru inoshandiswa pakudzeya chikafu mudumbu.
Ngatinyautsei kenduru iyi tibikise zvekukwizisa pasi.
Duramazwi
01 / 03ndurudza
Kundurudza kumhanyisa munhu, mhuka, chifambiso kana chimwewo chinhu panzvimbo ine materu.
VerengaSwipe for the next word