Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chanduru kahomwe kari mumuviri kanochengeta mvura inovava chaizvo, inobetsera pakugaya zvokudya mudumbu.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03changa
Changa munhu anotarisirwa pasi pamusana pokuti haana upfumi, simba kana zvimwe zvinenge zvine vamwe.
VerengaSwipe for the next word