KwaunobvaDuramazwiCchanga

Duramazwi · zita

changa

Zvinoreva

Changa munhu anotarisirwa pasi pamusana pokuti haana upfumi, simba kana zvimwe zvinenge zvine vamwe.

1

Changa munhu anotarisirwa pasi pamusana pokuti haana upfumi, simba kana zvimwe zvinenge zvine vamwe.

Chishuviro chenwoyo wangu changa chazadziswa.

Chibage changu changa chava kutopera nembavha dzichingochipfaura dzichidarika nenzira.

Kuti tsi-i kumira nekukasika kwechinhu changa chichimanya, sezvingaita motokari.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

changadzo

Changadzo itambo inosungirirwa muhuro membwa, inoshandiswa pakuikweva kuti irege kuenda kwainoda.

Verenga

Swipe for the next word