Duramazwi
Zvinoreva
Setsi chinhu chinokonzera kuti munhu aseke.
1
Setsi chinhu chinokonzera kuti munhu aseke.
Setsi chinhu chinokonzera kuti munhu aseke.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03setswa
Kana munhu achinzi ane setswa anenge achikurumidza kuseka, uye anowana zvinomusetsa vamwe vasingaoni zvinosetsa pazviri.
VerengaSwipe for the next word