KwaunobvaDuramazwiSseura

Duramazwi

seura

-sesa

Zvinoreva

Kuseura kusakura sora nebadza, uchiita zvokungokwenga pamusoro.

1

Kuseura kusakura sora nebadza, uchiita zvokungokwenga pamusoro.

Soseji inyama yakagaiwa inenge yaiswa zvirungwa, inopakirwa muchihomwe chakareburuka, kuita seura.

Kutseura kutuka munhu anenge akanganisa chimwe chinhu kuti asazozvita zvakare.

Kuseseura kucheka divi renhanga, kana kuti rezvimwewo zvinhu zvakapfava.

Zvakafanana

-sesa

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

seva

Kana uchiseva unenge uchinyika musuva wesadza muusavi.

Verenga

Swipe for the next word