Duramazwi
seva
-totsa-tonha
Duramazwi
Kana uchiseva unenge uchinyika musuva wesadza muusavi.
Kana uchiseva unenge uchinyika musuva wesadza muusavi.
Chako ndechako kuseva unosiya muto.
Kubvongodza muto kuseva kweaguta.
Mwanasikana akaera aravidzwa muto wegwaya asati otarisirwa kuseva sadza haazodzoreki zvachose.
-totsa · -tonha
Duramazwi
01 / 03sevenza
Kusevenza kuitira basa umwe munhu kana kambani, uchipuwa mari.
VerengaSwipe for the next word