KwaunobvaDuramazwiSsevenzesa

Duramazwi

sevenzesa

Zvinoreva

Kushandisa.

1

Kushandisa.

Vanhu vanosevenzesa rusosa kukomba minda yavo. Mapurisa mazhinji akakomba imba yanga yakahwanda mbavha, akazoisunga.

Kuno non'ona munzeve kudzibvisa tsvina mukati uchisevenzesa kagunwe kana kamuti.

Kukorobha kugeza pasi mumba, pasemende kana pamapuranga uchisevenzesa jira nyoro.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sevha

Kusevha kuchengetedza mari kuti iwande, igozoshandiswa pamazuva anotevera.

Verenga

Swipe for the next word