Duramazwi
Zvinoreva
Kusevha kuchengetedza mari kuti iwande, igozoshandiswa pamazuva anotevera.
Pamutambo wetenesi, kusevha kurova bhora uchiriisa mhiri kweneti ari mhiri vachiedza kuridzora.
Kana uchisevha munhu muchitoro kana pamwewo panhu, unenge uchimupa kana kuitira zvaanenge afambira.

Sevha amai avo shamwari, vanoda kuziva kuti tino-wanza kuita sei kana zvinhu zvamira sezvavachakutaurira.
MaiMhofu vakabika, kwave kupakura ndivo vakatomusevha chikafu Tadiwa.
Ndakamutenda zvizere ipapo nekuti akasevha upenyu hwangu.

Zvakafanana
-chengeta
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sevhisa
Kana munhu achisevhisa motokari, anenge achitarisa uye kugadzirisa zvose zvisingashandi zvakanaka pairi, kuitira kuti ifambe zvisina njodzi.
VerengaSwipe for the next word