Duramazwi
Zvinoreva
chiseta zamanishoni unenge uchinyora mibvunzo ichazopindurwa nevachazorinyora.
Kushandira.
chiseta zamanishoni unenge uchinyora mibvunzo ichazopindurwa nevachazorinyora.
Umbavha hwese uhwu chisaka chokusada kuzvisevenzera.
Muranda munhu anosevenzera mumwe mahara, pasina chaanobhadharwa, sezvingaita nhapwa.
Hwindi munhu anosevenzera pamusika wemabhazi achikurudzira kuti vanhu vapinde mumabhazi aanoshandira.
Kushandira.
Hwindi munhu anosevenzera pamusika wemabhazi achikurudzira kuti vanhu vapinde mumabhazi aanoshandira.
Uyu munhu anoda kuguta kana kupona nezvaasina kusevenzera.
Chiponda itsika yokusevenzera roora, inoitwa nomukwasha achigara kwatezvara, kusvikira akwanisa kushanda zvinoringana nepfuma inodiwa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sevenzesa
Kushandisa.
VerengaSwipe for the next word