KwaunobvaDuramazwiSshandira

Duramazwi

shandira

-se-venzera

Zvinoreva

Kushandira kuita basa kuti ugopiwa muripo.

1

Kushandira kuita basa kuti ugopiwa muripo.

Kare kavo musana usati wakotama munhu aizvishandira.

Ndozvavainge vashandira musi iwoyo.

Hapana achiine basa neumwe munhu vanhu vave kumhanya- mhanya kushandira mhuri dzavo.

2

Kana muporofita achishandira munhu, anenge achimunamatira kuti matambudziko ake areruke kana kupera.

3

Kana munhu achiti anoshandira kumwe kunhu, anenge achireva kuti ndiko kwaari

Zvakafanana

-se-venzera

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shandiro

Shandiro ibhasikiti kana ndiro huru inoshanda mabasa akasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word