KwaunobvaDuramazwiSshandisa

Duramazwi · chiito

shandisa

spend · use

-sevenzesasevenzesa

Zvinoreva

Kana uchishandisa chimwe chinhu pakuita basa, unenge uchichibatisa kuti zvaunenge uchiita zvikurerukire.

1

Kana uchishandisa chimwe chinhu pakuita basa, unenge uchichibatisa kuti zvaunenge uchiita zvikurerukire.

Kana tichibika sadza tinoshandisa mugoti.

Shandisa nyaudzosingwi dzinotevera muzvirevo kutaridza kuti wanzwisisa zvadzinoreva.

Shandisa muenzaniso wapiwa pamusoro pakupindura mimwe mibvunzo yasara.

2

Kushandisa munhu kuita kuti akuitire zvinhu aine tarisiro yokuwana pundutso pazviri, asi ozorasisswa pokupedzisira.

Zvakafanana

-sevenzesa · sevenzesa

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word