KwaunobvaDuramazwiSshanduka

Duramazwi

shanduka

adapt · variable · evolutionary

Zvinoreva

Kuchinja mufambiro kana chiviri nenzira yekuzvisunungura.

1

Kuchinja mufambiro kana chiviri nenzira yekuzvisunungura.

Hembe yainge yapfekwa yakashanduka asi ainge apfeka yake hake.

Hameno kuda aishanduka kuita shiri obva abhururuka hake nekuti zvepafeya chaipo paisangobudika pamba apa kana usina kutobuda nepagedhi.

But kubva zvandauya kuno zvinhu zvese zvakabva zvatoshanduka " Ndakapindura achibva ati " zvimwe zvinenge zvichingova mupfungwa dzako Natty.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word