KwaunobvaDuramazwiSsandura

Duramazwi

sandura

-pindura-isandudza

Zvinoreva

Kusandura kuchinja mamiriro, maonekerwo kana maitirwo echinhu.

1

Kusandura kuchinja mamiriro, maonekerwo kana maitirwo echinhu.

Kubvubvura kusandura-sandura maziso uchiratidza kudada.

Kana rwaivhi rwapinduka ruvara rwunenge rwasandura ruvara rwarwo.

Kusandura kuchinja mamiriro, maonekerwo kana maitirwo echinhu.

Zvakafanana

-pindura · -isandudza

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word