Duramazwi
Duramazwi
Kusanduka kupindura mamiriro kana maitiro.
Kusanduka kupindura mamiriro kana maitiro.
Paakangobva kuBritain, akabva asanduka kuita umwewo munhu.
Duramazwi
01 / 03sandura
Kusandura kuchinja mamiriro, maonekerwo kana maitirwo echinhu.
VerengaSwipe for the next word