Duramazwi
Zvinoreva
Kusandudza.
1
Kusandudza.
Ndiani anopa mupatsa pakati peunhu hwakanaka neunhu hwakaipa?
Mupatsa muti mudiki, unoita mapango akasimba uye unowanikwa munzvimbo dzine matombo akawanda.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03patsana
Kana vanhu vakapatsana vanenge voti umwe kwake umwe kwake, vasisaiti chinhu chimwe chete.
VerengaSwipe for the next word