KwaunobvaDuramazwiPpatiroro

Duramazwi · zita

patiroro

Zvinoreva

Kana mupurisa ari papatiroro anenge achitenderera panzvimbo yaari kurinda achiona kuti hapana chiri kunetsapo.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

patirwa

Kana munhu achipatirwa anenge achitadza kuburitsa tsvina asi iye achinzwa kuda kuiita.

Verenga

Swipe for the next word