KwaunobvaDuramazwiPpatsanura

Duramazwi

patsanura

detach · disconnect · distinguish · isolate · split

-ganhura

Zvinoreva

Kupatsanura kuparadzanisa zvinhu zvanga zvakabatana.

1

Kupatsanura kuparadzanisa zvinhu zvanga zvakabatana.

Patsanura nokubatanidza mazwi anoda kupatsanurwa uye batanidza mazwi ose anoda kubatanidzwa.

Izvi ndizvo zvinotipa tsika dzedu sevanhu dzinotipatsanura kubva kune mamwe marudzi epasi rino.

Wakafaniravo kugona kubatanidza nokupatsanura mazwi zvakanaka.

2

Kana uchipatsanura zvinhu unenge uchizvibvisa mudutu uchiisa zvakafanana muboka razvo zvoga.

Zvakafanana

-ganhura

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word