KwaunobvaDuramazwiKkamura

Duramazwi

kamura

divide · halve

Zvinoreva

Kukamura kutsaura, kana kupatsanura, kana kunokora zvinhu uchizvibvisa pane zvimwe.

1

Kukamura kutsaura, kana kupatsanura, kana kunokora zvinhu uchizvibvisa pane zvimwe.

Kamura upfu ushoma hwokungokurunga bota romwana chete.

pangura.

2

Kana uchikamura vhudzi unenge uchirifetura uchiita michinjiziri yokuti ugotevedza uchiriruka.

Zvakafanana

tapudza

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word