Duramazwi · zita
Kamuri
lodge · chamber
Duramazwi · zita
lodge · chamber
Mupanda.
Mupanda.
Pane zvokuvaka, mhandiko ndipo panosangana zviziro zviviri. Kamuri yedu yokurara ine mhandiko ina.
Kicheni imba kana kuti kamuri remba rinoshandiswa kubikira.
Dzimba dzomudurikidzanwa ndedzinoti mamwe makamuri anovakwa pamusoro pemamwe.
Duramazwi
01 / 03kamutsa
Kamutsanedako.
VerengaSwipe for the next word