KwaunobvaDuramazwiCchipinda

Duramazwi · zita

chipinda

Zvinoreva

Chipinda mupanda weimba.

1

Chipinda mupanda weimba.

Ndichipinda musitting room ndakawana mama mai Sipho vakapfugama vakatarisa pasi.

Vachingobuda mai mhofu vakasarawo vachipinda kuudza Tadiwa statement rekuzotaura.

Ndichipinda mumba ndakabva ndapesana namama mai Sipho pamusiwo vachitobudawo.

Zvakafanana

kamuri

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipindura

Chipindura muti une mashizha makuru, unobereka vana vanoita mhodzi tema mukati, uye une makwande nemidzi zvinoshandiswa pakurapa mudumbu.

Verenga

Swipe for the next word