KwaunobvaDuramazwiMmupanda

Duramazwi · zita

mupanda

compartment · partition · annex · apartment · room

mutangazhizhakamurichipinda

Zvinoreva

Mupanda ndemu- mwe wezvikamu zvemazita anowa- nikwa mumutauro kana tichiongoro- ra sungawirirano muzvirevo. Chi- Shona chine mipanda makumi mavi- ri here kana kuti makumi maviri ne- umwe?

Mupanda muti wa- kaomarara, une hunde yakacheneru- ka uye unomera pakaoma.

Mupanda chikamu chemba yakakura uye yakaganhu- rwa-ganhurwa.

1

Ekisitenjeni imba kana kuti mupanda unowedzerwa pamba yagara iripo nechekare.

2

3

Bhedhirumu mupanda kana kuti imba yokurarira.

Ita izvi uchimaisa muzvikwata zvikwata wozonyora zita remupanda wacho.

Zvakafanana

mutangazhizha · kamuri · chipinda

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupande

Mupande kutinhira kune simba kunoitika kana kunze kwava kuda kunaya, kana kuti ku- chitodurura mvura.

Verenga

Swipe for the next word