KwaunobvaDuramazwiMmupandirwa

Duramazwi · zita

mupandirwa

Zvinoreva

[mubandirwa] Kurimwa kunoitwa pasi pakaoma.

1

Mupandirwa zvirimwa zvakadyarwa mumunda wakarimwa muchirimo.

Mupandirwa munda wakarimwa muchirimo, mvura isati yanaya.

Mupandirwa kurimwa kunoitwa munda mvura isati yanaya kuitira kuti ivhu rigone kuzochengeta mwa- ndo kana yazouya.

2

3

Mupandirwa munda wakarimwa muchirimo, mvura isati yanaya.

4

Mupandirwa zvirimwa zvakadyarwa mumunda wakarimwa muchirimo.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word