KwaunobvaDuramazwiMmupande

Duramazwi · zita

mupande

bhanan'anabemhe

Zvinoreva

Mupande kutinhira kune simba kunoitika kana kunze kwava kuda kunaya, kana kuti ku- chitodurura mvura.

1

Mupande kutinhira kune simba kunoitika kana kunze kwava kuda kunaya, kana kuti ku- chitodurura mvura.

Kuti bharanganda kuvaima kunoita kunze kana kuchinaya kuine mupande.

Kutsendemuka kutinhira kune mutsindo mukuru. Mupande wakatsendemuka, tikavanda pasi pomubhedha.

Mupande kutinhira kune simba kunoitika kana kunze kwava kuda kunaya, kana kuti ku- chitodurura mvura.

Zvakafanana

bhanan'ana · bemhe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupandirwa

[mubandirwa] Kurimwa kunoitwa pasi pakaoma.

Verenga

Swipe for the next word