KwaunobvaDuramazwiMmusika

Zvinoreva

Musika muti wakasimba unogadziriswa mipini yemasanhu nemapadza.

Musika mudziyo une mubato werutanda rutete rwakaboorwa ndokurukirwa newaya kumberi, unoshandiswa kuputsa mapundu eupfu pakubika sadza.

Musika inzvimbo inotengeserwa zvinhu zvakasiyana-siyana.

1

Musika wakanaka zvikiru pakuti unotengesa zvakasiyana-siyana zvokuti zvose zvaunoda unozviwana.

Musika inzvimbo inokwirirwa mabhazi anoenda kunzvimbo dzakasiyana-siyana.

Chibato musika wekubata kana munhu achisimudza kana kutakura mudziyo.

2

Musikisa.

3

4

Zvakafanana

nhondoro · maketi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word