KwaunobvaDuramazwiMmaketi

Zvinoreva

Maketi inzvimbo inosangana vanhu vachitenga nokutengeserana zvinhu.

1

Maketi inzvimbo inosangana vanhu vachitenga nokutengeserana zvinhu.

Maketi inzvimbo inosangana vanhu vachitenga nokutengeserana zvinhu.

Supamaketi iyi inotengesa sipo dzavanotenga kuhorosero yekuHarare.

Kana ukatenga musupamaketi unoisirwa zvinhu zvako mupepabheki.

2

Kana chinhu chichinzi chine maketi chinenge chichitengwa chaizvo. Usati watanga bhzinesi, tanga waongorora kuti zvauchada kutengesa zvine maketi here kana kuti kwete.

Zvakafanana

musika

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makira

Kumakira munhu basa kukurumidza kumuudza nezvechinzvimbo chinenge chamuka, obva achiwana.

Verenga

Swipe for the next word