Duramazwi
Zvinoreva
Kumakirira munhu kumuteya kuti angoita kamhosho kadikidiki, wototanga kumunetsera kanyaya ikako.
1

Kumakirira mumwe nzvimbo mumutsetse kufanomubatira kuti agozouya achipinda ipapo.
Kumakirira munhu kumuteya kuti angoita kamhosho kadikidiki, wototanga kumunetsera kanyaya ikako.
Kuyanga kumakirira munhu zvekusada kumuona.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03makiromita
kilometers
VerengaSwipe for the next word