Duramazwi01 / 03makisiMakisi zvibozwa zvinopiwa mwana wechikoro nomudzidzisi pabasa kana bvunzo yaanenge anyora.Verenga→
Duramazwi02 / 03makobvu nemateteKana munhu akanzi akaudzwa makobvu namatete anenge ataurirwa mashoko anomurwadza pamwoyo.Verenga→