KwaunobvaDuramazwiMmakisi

Duramazwi · zita

makisi

maki

Zvinoreva

Makisi zvibozwa zvinopiwa mwana wechikoro nomudzidzisi pabasa kana bvunzo yaanenge anyora.

1

Zvakafanana

maki

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makobvu nematete

Kana munhu akanzi akaudzwa makobvu namatete anenge ataurirwa mashoko anomurwadza pamwoyo.

Verenga

Swipe for the next word