KwaunobvaDuramazwiMmakobvu nematete

Zvinoreva

Kana munhu akanzi akaudzwa makobvu namatete anenge ataurirwa mashoko anomurwadza pamwoyo.

1

Kana munhu akanzi akaudzwa makobvu namatete anenge ataurirwa mashoko anomurwadza pamwoyo.

Kukandirana makobvu nematete kutukana nemashoko anorwadza.

DKDD dimik. Kana mumwe munhu akakuudza makobvu nematete anenge akutuka nemazwi akashata chaizvo anogara pamoyo.

DKDK dimik. Kuudza makobvu nematete.

Zvakafanana

matema namachena

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word