KwaunobvaDuramazwiMmagama

Duramazwi · zita

magama

Zvinoreva

Magama mashoko anogumbura, anenge ari kutaurwa nomumwe munhu.

1

Magama mashoko anogumbura, anenge ari kutaurwa nomumwe munhu.

Paimba apa hapagariki.

Amai vopo vanomukira kutaura magama zuva nezuva.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

magande

Magande inyora dzinotemwa munhukadzi muchiuno, kuitira kuti murume azowana chokupuruzira panguva yavanenge vari panhoo.

Verenga

Swipe for the next word