Kwaunobva/Duramazwi/M/mafafa
Duramazwi · zita
Mafafa mazwi okutuka, anorwadza pamwoyo.
magaramwoyo
Duramazwi
mafaira
files
mafaki
Mafaki mupunga kana chibage zvakaiswa dovi ndokumonwa.
mafararira
Ava vanhu kana mhuka dzakawanda chaizvo, dzakazadza nzvimbo.
Swipe for the next word